Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mabasa 2:42-43

Mabasa 2:42-43 SCLB

Vakaramba vangoti kwati kwati nezvaidzidziswa navapositori uye vakaramba vakabatana navo nomukumedura chingwa nomukunamata. Vose vakawirwa nokutya uye zvishamiso nezviratidzo zvizhinji zvakaitwa nomuvapositori.

Verenga chikamu Mabasa 2