Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mabasa 15:16-18

Mabasa 15:16-18 SCLB

“ ‘Mushure mezvo ndichadzoka ndigovakazve imba yokwaDhavhidhi yadai kuputsika. Ndichagadziridza matongo ayo ndiamutsurudze kuti vamwe vanhu vose vatsvake Tenzi nevechirudzi vose vanodaidzwa nezita rangu. Ndizvo zviri kutaura Tenzi akazivisa zvinhu izvi kubvira pasi chigare.’

Verenga chikamu Mabasa 15