Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mabasa 1:7-8

Mabasa 1:7-8 SCLB

Iye akati, “Hazvisi zvenyu kuziva misi nenguva dzakatemwa naBaba nesimba ravo. Asi imi muchagamuchira simba kana Mweya Mutsvene auya pamuri uye muchava zvapupu zvangu muJerusaremu nomuJudhea yose nokuSamaria kusvika kwakaperera nyika?”

Verenga chikamu Mabasa 1