Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

2 Timoti 3:15-17

2 Timoti 3:15-17 SCLB

Unofanira kuziva kuti waiziva kubvira pauduku hwako Magwaro Matsvene anokwanisa kukudzidzisa kuti uponeswe nechitendero chako muna Kristu Jesu. Magwaro Matsvene ose akafemerwa naMwari uye ane basa pakudzidzisa napakutsiura napakugadziridza munhu uye pakudzidzisa kuita zvakanaka kuti munhu waMwari ave akakwana akagadzirira basa ripi neripi rakanaka.

Verenga chikamu 2 Timoti 3