Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

2 Timoti 1:9-10

2 Timoti 1:9-10 SCLB

raiye akatinunura akatidaidza nokudaidza kunoera, kwete nokuda kwamabasa edu asi pamusana pezvirongwa zvake uye pamusana penyasha dzake dzaakatipa muna Kristu Jesu karekareko. Asi iye zvino akaratidzwa pachena nokuzvionesa kwomununuri wedu Kristu Jesu akaparadza rufu akaunza upenyu ndokuratidza pachena, nokuShoko Rakanaka, upenyu nokusafa.

Verenga chikamu 2 Timoti 1

Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe ne2 Timoti 1:9-10