Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

2 Timoti 1:3-7

2 Timoti 1:3-7 SCLB

Ndinotenda Mwari wandinoshandira nemwoyo wakachena sezvakaitwa namadzibaba angu pandinokuyeuka nguva dzose muminamato yangu. Pandinoyeuka misodzi yako ndinosuwira siku nesikati kukuona kuti ndizadzwe norufaro. Ndinoyeuka chitendero chako chiri pachokwadi, chitendero chakatanga muna ambuya vako Roisi naamai vako Yunisi chandine chokwadi kuti chavawo mauri. Naizvozvo ndinokuyeuchidza kuti ukuchidzirezve chipo chaMwari chiri mauri chawakawana nokukuisa maoko pamusoro kwandakuita nokuti Mwari haana kutipa mweya woumbwende asi mweya wesimba norudo nowokuzvibata.

Verenga chikamu 2 Timoti 1