Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

2 Samueri 9:7

2 Samueri 9:7 SCLB

Dhavhidhi akati kwaari, “Usatye zvako nokuti zvokukuitira mwoyochena ndinofanira kukuitira mwoyochena chaizvo pamusana pababa wako Jonatani. Ndichadzosera kwauri minda yose yokwaSauro vasekuru vako, uyezve uchange uchidya pamwechete neni pateburu yangu nguva dzose.”

Verenga chikamu 2 Samueri 9