Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

2 Pita 3:8-9

2 Pita 3:8-9 SCLB

Asi musakanganwe izvi, vadikanwi, zvokuti, pana Tenzi, zuva rimwechete rakangoita sechuru chamakore uye kuti churu chamakore chakangoita, sezuva rimwechete. Tenzi haanonoki nezvechitsidzo chake sokufunga kunoita vamwe, asi ari kutoita mwoyo murefu kwamuri asingadi kuti ani naani zvake aparare asi kuti vose vasvike pakutendeuka.

Verenga chikamu 2 Pita 3