Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

2 Vakorinde 9:11-12

2 Vakorinde 9:11-12 SCLB

Muchapfuma muna zvose kuti mukwanise kuita mabasa makuru omwoyochena anoita kuti Mwari atendwe pamusana pezvatinenge taita. Kuita basa irori, hakungagutsi zvinodiwa navatsvene chete asi kuti kunowanziridza kutendwa kwaMwari.