Zvino Tenzi wacho ndiMweya. Pana Mweya waTenzi pano rusununguko. Isu tose takabviswa jira riya, mbiri yaTenzi inopenya matiri uye tiri kusandurwa tichitodzana naye, kupenya kwedu kuchingoramba kuchikurakura nokuti izvi zvinobva kuna Tenzi, Mweya.
Verenga chikamu 2 Vakorinde 3
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: 2 Vakorinde 3:17-18
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo