Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

2 Vakorinde 1:3-5

2 Vakorinde 1:3-5 SCLB

Ngaarumbidzwe Mwari Baba vaTenzi wedu Jesu Kristu, Baba vetsitsi, Mwari anonyaradza muna zvose, anotinyaradza mumatambudziko edu ose, kuti tikwanisewo kunyaradza vamwe vanenge vari mumatambudziko api naapi zvawo nokunyaradzwa ikoko kwatinenge taitwa naMwari. Nokuti sokubatana zvakanyanya kwazvo kwatinoita naKristu mumatambudziko ake saizvozvowo nokuna Kristu tinonyaradzwawo zvikuru kwazvo.

Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe ne2 Vakorinde 1:3-5