Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

2 Nhoroondo 4:11-12

2 Nhoroondo 4:11-12 SCLB

Huramu akagadzirawo mapoto namafoshoro nembhenge. Saizvozvo Huramu akapedza basa raaiitira mambo Soromoni repamba yaMwari. Akagadzira misimboti miviri nezvinhu zvaiva zvakafutumara zvaiva zvepamisoro yemisimboti iyi kwouya mambure maviri okushongedza pazvinhu zvaiva pamisoro yemisimboti