Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

1 Timoti 4:14-16

1 Timoti 4:14-16 SCLB

Usarege kuita hanya nechipo chaunacho chawakapiwa nezwi rechiporofita, dare ravakuru vakuru vesangano pavakaisa maoko avo pauri. Ita zvinhu izvi uzvipire mazviri kuti vose vaone kubudirira kwako. Zvichenjerere iwe pachako uchichenjererawo zvaunodzidzisa. Zvibatisise izvozvo nokuti nokuita izvozvo unozviponesa iwe pachako navanokunzwa.

Verenga chikamu 1 Timoti 4