Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

1 Timoti 1:16-17

1 Timoti 1:16-17 SCLB

Asi ndakaitirwa tsitsi kuti mandiri somukuru mukuru wacho, Jesu Kristu aonese mwoyo murefu wake wakazara somuenzaniso kuna vakanga vachizodavira maari kuitira upenyu husingaperi. Kukudzwa uye mbiri ngazvipiwe kuna Mambo wapasichigare narini narini kuna iye asingafi asingaoneki, anongova ndiye Mwari oga. Ameni.

Verenga chikamu 1 Timoti 1