Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

1 Vatesaronika 5:14-17

1 Vatesaronika 5:14-17 SCLB

Tinokukurudziraizve, hama, kuti rayirai nyope muchimutsa mwoyo yavakaneta. Batsirai vasina simba. Itai mwoyo murefu navo vose. Onai kuti hapana anodzorera chakaipa nechakaipa, asi rambai muchingoedza kuitirana zvakanaka uye muitirewo vamwe vose zvakanaka. Farai nguva dzose. Namatai nguva dzose