nokuti zviri nani kutambudzikira kuita zvakanaka kana zviri izvo zvinoda Mwari pano kuita zvakaipa, nokuti Kristu akafira zvitadzo chakamwe, munhu akarurama achifira vasina kururama kuti atiunze kuna Mwari. Mumuviri akauraiwa, mumweya akamutswa. Muupenyu hwomweya ihwohwo akaenda akandoparidza kumweya yaiva muusungwa
Verenga chikamu 1 Pita 3
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: 1 Pita 3:17-19
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo