Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

1 Johani 5:13-15

1 Johani 5:13-15 SCLB

Ndiri kukunyorerai imi munotenda muzita roMwanakomana waMwari kuti muzive kuti muno upenyu husingaperi. Ruvimbo rwatinarwo naye ndorwurwu rwokuti kana tikamukumbira chii zvacho chinowirirana nokuda kwake anotinzwa. Kana tichiziva kuti anotinzwa pane zvose zvatinomukumbira, izvozvo ndizvo zvatinoziva nazvo kuti kana tikakumbira chinhu kwaari tatochiwana kare.

Verenga chikamu 1 Johani 5