Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

1 Johani 4:18

1 Johani 4:18 SCLB

Pane rudo hapana kutya uye rudo rwakaperera runodzinga kutya nokuti uyo anotya anenge achitya kurangwa. Munhu anotya kurangwa rudo rwake haruna kuperera.

Verenga chikamu 1 Johani 4

Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe ne1 Johani 4:18