Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

1 Johani 3:18-20

1 Johani 3:18-20 SCLB

Vanangu ngatiregei kungodana zvapamuromo kana zvokungobatana kumeso asi muzviito nomuchokwadi. Izvozvi ndizvo zvinotizivisa kuti tiri pachokwadi uye zvinotigadzanisa mwoyo pamberi pake kana hana dzedu dzotipomera mhosva, nokuti Mwari mukuru pane hana dzedu uye anoziva zvose.

Verenga chikamu 1 Johani 3