Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

1 Johani 3:1-3

1 Johani 3:1-3 SCLB

Tarisai muone kuti rudo rwakadii rwatakaitirwa naBaba, rwokuti tinzi vana vaMwari uye ndizvo zvatiriwo izvozvo. Chinoita kuti pasi pasatizive ndechokuti hapana kumuziva. Vadikanwi izvozvi tiri vana vaMwari. Zvatichava hazvisati zvavakuonekwa. Asi zvatinoziva ndezvokuti kana iye ozviratidza, tichange takafanana naye nokuti tichamuona sezvaari. Munhu wose ane chitarisiro maari kudai anozvichenesa nokuti iye mutsvene.

Verenga chikamu 1 Johani 3