Hamuzivisu kuti pamakundano okumhanya vamhanyi vose vanokwikwidzana asi mumwechete ndiye anowana mubayiro? Saizvozvo mhanyai kuti muuwane. Mumhanyi wose anozvibata muna zvose. Vanozviita kuti vawane ndaza inoparara asi isu tinozviitira ndaza isingaparari. Saka handingomhanya chimhanyemhanye. Handirove zvibhakera somunhu anorova mhepo.
Verenga chikamu 1 Vakorinde 9
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: 1 Vakorinde 9:24-26
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo