Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

1 Vakorinde 8:8

1 Vakorinde 8:8 SCLB

Asi chokudya hachisvitsi munhu pedyo naMwari. Hapana chatinorasikirwa nacho kana tikarega zvedu kudya uyewo hapana chatinowana kana tikadya.