Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

1 Vakorinde 3:16-18

1 Vakorinde 3:16-18 SCLB

Handiti munoziva kuti muri Temberi yaMwari here uye kuti Mweya waMwari anogara mamuri? Nezvo ani naani anoparadza Temberi yaMwari, Mwari achamuparadza nokuti Temberi yaMwari inoera. Temberi yacho ndimi. Munhu ngaarege zvake kuzvinyengedza. Kana pano mumwe pakati penyu anozviti ndakachenjera panyika pano ngaatozviita sebenzi zvake kuti ave mungwaru.