Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

1 Vakorinde 15:12-14

1 Vakorinde 15:12-14 SCLB

Ko zvino kana Kristu achiparidzwa kuti akamutswa kuvafi, ko vamwe venyu vangati hakuna zvokumuka kwavakafa sei? Zvino kana pasina zvokumuka kwavakafa saka Kristu haana kumutswa. Kana Kristu asina kumutswa, kuparidza kwedu hakuna maturo uye chitendero chenyu hachina basa.