Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Zefaniya 3:1-2

Zefaniya 3:1-2 SCLBD

Rine nhamo guta rakapanduka rakan'ora, guta rinoonesa vanhu ndondo. Hakuna izwi rarinoteerera, indambakuudzwa zvayo yeguta. Harivimbi naTenzi hariswederiwo pedyo naMwari waro.

Verenga chikamu Zefaniya 3