Mudiwa wangu akapenyerera, akatsvukirira, anonyatsoonekwa mukati mezviuru gumi zvavanhu. Musoro wake indarama chaiyo yakanakisisa. Vhudzi rake, rinoyerera rakasviba kuti ndo-o segunguwo.
Verenga chikamu Rwiyo 5
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Rwiyo 5:10-11
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo