nokuti Mwari ndiye mambo wapasi pose muimbirei muchimurumbidza norumbo. Mwari ndiye anotonga vechirudzi Mwari anogara pachigaro chake chokutonga chinoera. Madzishe amarudzi avanhu anoungana savanhu vaMwari waAbhurahamu nokuti vachengetedzi venyika ndevaMwari anorumbidzwa zvikuru kwazvo.
Verenga chikamu Nziyo 47
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Nziyo 47:7-9
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo