Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Tsumo 27:17-22

Tsumo 27:17-22 SCLBD

Simbi inorodza imwe simbi vanhu vanofanira kuvandudzana. Munhu anokudza muonde anozodya muchero wawo uye munhu anochengetedza tenzi wake anozoremekedzwa. Sezvinoita mumvura uso hunoona uso imomo mumwoyo munhu anozviona kuti munhui. Nzvimbo yavafi nenzvimbo yokuparadza hazviguti mazisowo avanhu haaguti. Bisiro ndere sirivha virira ndere ndarama, mbiri yomunhu inoonesa zvaari. Unogona zvako kutswa benzi muduri pamwechete nembeswa asi upenzi hwaro haubve pariri.

Verenga chikamu Tsumo 27