Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mateu 28:18-20

Mateu 28:18-20 SCLBD

Jesu akauya akati kwavari, “Simba rose pasi nokudenga rakapiwa kwandiri. Naizvozvo endai mundodzidzisa marudzi ose avanhu muvaombeke muzita raBaba neroMwanakomana neraMweya Mutsvene muchivadzidzisa kuchengeta zvose zvandakuudzai. Uye tarisai muone, ndinemi nguva dzose kusvikira kuguma kwapasi.”

Verenga chikamu Mateu 28

Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe neMateu 28:18-20