Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Joshuwa 1:7-8

Joshuwa 1:7-8 SCLBD

Chako iwe chete kushinga mwoyo nokuva nomwoyo wechivindi chaiwo, uchenjerere kuita zvose maererano nomutemo wawakaudzwa naMosesi muranda wangu. Usawane chimwe chaunotsaudzira pauri uchienda uku kana uku, kuti unyatsobudirira kwose kwaunoenda. Bhuku romutemo iri ngarirege zvaro kumbobva pamuromo pako, ufungisise zviri mariri siku nesikati, kuti unyatsoita maererano nezvose zvakanyorwamo, ndopazvichakufambira zvakanaka ugonyatsobudirirawo.

Verenga chikamu Joshuwa 1

Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe neJoshuwa 1:7-8