Ndiani akachera migero yemvura yamapopopo, napanofamba namabhanan'ana? Achinaisa mvura panyika isina ari kugarapo, mugwenga musina munhu. Achinyorovesa renje zvaro rakaoma achiita kuti ivhu rimere uswa
Verenga chikamu Jobhu 38
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Jobhu 38:25-27
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo