Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mavambo 3:1-4

Mavambo 3:1-4 SCLBD

Zvino nyoka yakanga yakasvinuka kupinda mhuka dzesango dzose dzakasikwa naMwari Tenzi. Nyoka yakati kumukadzi, “Ko ndizvo here kuti Mwari akati, ‘Regai kudya michero yemiti yose yomubindu muno?’ ” Mukadzi akati, “Isu tingadye zvedu michero yose yemiti iri mubindu. Asi Mwari akati musadye muchero womuti uri pakati pebindu, kana kuubata zvako nokuti mungafe.” Nyokawo ikati kumukadzi, “Kwete, hamumbofa!

Verenga chikamu Mavambo 3

Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe neMavambo 3:1-4