Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mabasa 2:3-4

Mabasa 2:3-4 SCLBD

Vakaona marimi anenge omoto akapararana achindogara pano mumwe nomumwe wavo. Vakabva vazadzwa vose naMweya Mutsvene vakabva vatangisa kutaura nedzimwe ndimi sokupiwa kwavakaitwa naMweya kuti vataure.

Verenga chikamu Mabasa 2