Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

2 Vakorinde 12:9

2 Vakorinde 12:9 SCLBD

asi akati, “Nyasha dzangu dzinokwana kwauri nokuti simba rangu rinoonekwa muutera kushanda kwaro kuzere.” Naizvozvo ndinotofara kudada noutera hwangu kuti simba raKristu rigare pandiri.

Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe ne2 Vakorinde 12:9