Pokupedzisira, mose zvenyu ivai nomwoyo mumwechete muchinzwirana urombo muchidanana sehama nehama nokuva nomwoyo munyoro nomwoyo wokuzvirereka. Musadzorere chakaipa nechakaipa kana kurengerera nokurengerera asi chenyu imi itotii ngavakomborerwe nokuti ndizvo zvamakadaidzirwa kuti muwane chikomborero. “Uyo anoda upenyu, anoda kuwana upenyu hwakanaka, ngaazvidzore rurimi rwake kuuipi nomuromo wake urege kutaura nhema. Ngaasiane nouipi aite zvakanaka ngaatsvake rugare arutevere
Verenga chikamu 1 Pita 3
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: 1 Pita 3:8-11
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo