Pakupedzisira, muve nomwoyo mumwe mose, munzwirane ngoni, mude hama, muve nomwoyo munyoro, muzvininipise; musingatsivi zvakaipa nezvakaipa, kana kutuka nokutuka; asi muropafadze, nokuti ndizvo zvamakadanirwa, kuti mugare nhaka yokuropafadzwa. Nokuti, “Uyo, anoda upenyu, Nokuona mazuva akanaka, Ngaadzore rurimi rwake pane zvakaipa, Nemiromo yake, kuti irege kutaura zvinonyengera. Ngaanzvenge zvakaipa, aite zvakanaka; Ngaatsvake rugare, arutevere.
Verenga chikamu 1 Petirosi 3
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: 1 Petirosi 3:8-11
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo