Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Zekariya 5:3

Zekariya 5:3 SNA2002

Ipapo akati kwandiri, “Ndiko kutuka kunobudira pamusoro penyika yose; nokuti mumwe nomumwe anoba achaparadzwa kuno rumwe rutivi sezvazvakanyorwamo; uye mumwe nomumwe anopika achaparadzwa kuno rumwe rutivi sezvazvakanyorwamo.

Verenga chikamu Zekariya 5