Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Rwiyo Rukuru rwaSoromoni 8:6-7

Rwiyo Rukuru rwaSoromoni 8:6-7 SNA2002

Ndishonge sechisimbiso pamwoyo pako, Sechisimbiso paruoko rwako; Nokuti rudo rune simba sorufu; Godo rinokuvadza seSheori; Kupisa kwaro ndiko kupisa kwomoto, Murazvo chaiwo waJehovha. Mvura zhinji haigoni kudzima rudo; Nzizi hadzingarubitirisi; Kunyange munhu akapa pfuma yose yeimba yake kuti awane rudo, Angazvidzwa chose.