Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Varoma 5:8-10

Varoma 5:8-10 SNA2002

Asi Mwari anoratidza rudo rwake kwatiri pakuti Kristu akatifira, tichiri vatadzi. Zvino, zvatakaruramiswa muropa rake, tichaponeswa zvikuru sei naye pakutsamwa. Nokuti zvatakayananiswa naMwari nokufa kwoMwanakomana wake, tichiri vavengi vake, zvikuru tichaponeswa kana tayananiswa noupenyu hwake

Verenga chikamu Varoma 5

Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe neVaroma 5:8-10