Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Varoma 5:2-5

Varoma 5:2-5 SNA2002

watakawana naye mapindiro nokutenda munyasha idzi, dzatinomira madziri; ngatifare netariro yokuona kubwinya kwaMwari. Zvisati zviri izvo bedzi, asi ngatifarewo mumadambudziko, tichiziva kuti kutambudzika kunouyisa kutsungirira; kutsungirira kunouyisa kuedzwa; kuedzwa kunouyisa tariro; tariro hainyadzisi; nokuti rudo rwaMwari rwakadirwa mumwoyo yedu noMweya Mutsvene watakapiwa.

Verenga chikamu Varoma 5

Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe neVaroma 5:2-5