Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Varoma 3:24-26

Varoma 3:24-26 SNA2002

Vanongoruramiswa nenyasha dzake nokudzikinura kuri muna Kristu Jesu; iye akagadzwa naMwari, kuti ave muyananiso nokutenda muropa rake, kuti kururama kwake kuratidzwe, nokuti zvivi zvakaitwa kare zvakaregerwa, Mwari achivaitira mwoyo murefu; kuti kururama kwake kuratidzwe nenguva ino, kuti arurama iye amene, uye aruramise uyo unotenda kuna Jesu.

Verenga chikamu Varoma 3

Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe neVaroma 3:24-26