Ipapo kudenga kwakaonekwa chimwe chiratidzo ichi: Tarira, shato huru tsvuku, ine misoro minomwe, nenyanga dzine gumi, napamisoro wayo korona nomwe. Muswe wayo ukakweva chetatu chenyeredzi dzokudenga, ndokudzikandira pasi panyika; shato iyo ikamira pamberi pomukadzi akanga ozvara, kuti iparadze mwana wake kana azvara.
Verenga chikamu Zvakazarurwa 12
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Zvakazarurwa 12:3-4
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo