Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mapisarema 78:52-54

Mapisarema 78:52-54 SNA2002

Asi akabudisa vanhu vake samakwai, Akavaperekedza murenje seboka rezvipfuwo. Akavafambisa vakafara, vakasatya; Asi gungwa rakafukidza vavengi vavo. Akavasvitsa panyika yake tsvene, Pagomo iri, raakatenga noruoko rwake rworudyi.