Vanhu ngavakuvongei, Mwari; Vanhu vose ngavakuvongei. Ndudzi ngadzifare, ngadziimbe nomufaro; Nokuti muchatonga vanhu nokururama, Muchafambisa ndudzi pasi.
Verenga chikamu Mapisarema 67
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Mapisarema 67:3-4
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo