Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mapisarema 67:1-2

Mapisarema 67:1-2 SNA2002

Mwari ngaatinzwire tsitsi, atiropafadze, Ngaativhenekere nechiso chake; Kuti nzira yenyu izikanwe pasi, Nokuponesa kwenyu pakati pendudzi dzose.