Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mapisarema 61:3-4

Mapisarema 61:3-4 SNA2002

Nokuti imi makanga muri utiziro hwangu, Neshongwe yangu yakasimba kwandingatiza muvengi wangu. Ndichagara patende renyu nokusingaperi; Ndichavanda munyasi mamapapiro enyu.