Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mapisarema 48:9-10

Mapisarema 48:9-10 SNA2002

Takafunga unyoro hwenyu, Mwari, Mukati metemberi yenyu. Sezvakaita zita renyu, Mwari, Ndizvo zvakaitawo kurumbidzwa kwenyu kusvikira kumigumo yapasi pose; Ruoko rwenyu rworudyi ruzere nokururama.