Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mapisarema 46:10-11

Mapisarema 46:10-11 SNA2002

“Nyararai, muzive kuti ndini Mwari; Ndichava mukuru pakati pavahedheni, ndichava mukuru panyika.” Jehovha wehondo anesu; Mwari waJakobho inhare yedu.