Ndichakudzidzisa nokukuraira nzira yaunofanira kufamba nayo; Ndichakupa njere neziso rangu, riri pamusoro pako. Regai kuva sebhiza, kana sehesera, zvisinganzwisisi; Zvinofanira kufambiswa norwauro netomu pamakashu azvo, Hazvingazodi kuswedera kwauri.
Verenga chikamu Mapisarema 32
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Mapisarema 32:8-9
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo