Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mapisarema 23:1-3

Mapisarema 23:1-3 SNA2002

Jehovha ndiye mufudzi wangu; Hapana chandingashaiwa. Anondivatisa pasi pamafuro manyoro; Anondisesedza pamvura inozorodza. Anoponesa mweya wangu; Anondifambisa panzira dzokururama nokuda kwezita rake.